My wife zvaandiita nhasi

My wife zvaandiita nhasi atora foni yangu ndobva adeleter nhamba dzaTrish.

Semunhu akanzwa kuti ndodanana naTrish nefriend yake abva asevha nhamba dzake kuti Trish. Ndiri kubasa ndaona message yakanzi dia ndiisire airtime ye$10 ndobva ndatumira ndichifunga kuti ndiTrish.

Ndave kumba ndazoisa txt kuna Trish ndichiti zvaita here zvikanzi ndifonere izvezvi.

Pandabuda panze kuti ndifone ndokutonzwa madam vachidaira varimukicheni vachiti, “Huyai mudye sadza raibva.”

Ndodii ndichitori panze izvez

Post a comment