Waiziya yekuti unosvika paRank kombi π yakazara mahwindi π€ π€‘π΅π½βπ©πΌβπΎπΊπ΅π½ββππ½ββfront seat risina munhu wobva wanzi huya upinde pasara munhu 1 tobva tabaya…wapinda wobva wanzi bhadhara π΅…wapedza mahwindi otanga kubuda one by one wosara waka jegera pafront seat neka satchel pamakumbo π€£ ndoyaarikuda kuitwa Nekon Chamisa π€£π€£Ana Mteki nana Madhuku naThokozanimahwindi haabve paRank ndeve kuita kuti kombi izare munhu anoita 84 ma votes nyika yese angaendesa nyika kumberi kupi kwaanoziva