Tambai Zvakanaka Nevamwe March 5, 2019 No comments yet Shona Nathan: I love you Charity sha. Charity: Ndine mukomana wangu Nathan:Ini Ndine charger ye classic yakafa. Charity: saka zvakwana papi izvozvo Nathan: Ndafunga kuti yanguva yekutaura zvisina basa zvatinazvo.🤓🤓 ← Prev Post