Musadherere Varume kkk zviri Mudzimba Umu!

Shumba adzoka kumba pakati pehusiku ,apa madam BP yakashuta.

Shumba: Mai kim ndivhurirewo door?

Mai kim: Handidi dzokera kwawanga uri inguvai idzodzi?

Shumba: Saka ndakuzvikanda hangu muSwimming pool ndife.

Mai kim: “Ifa i dont care”,shumba anotora zidombo okanda mupool juuubwiii.wife panics and rushes out straight kuswimming pool.Shumba anobva apinda mumba okiya door.

Mai kim: Ba kim nhai vhurai door?

*Shumba: Wait ndichambofonera hama dzangu nedzako uvaudze kwauri kubva this time usina kupfeka * 👙.

😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Chibate mushe chabva kuchakafukidza dzimba matenga

Post a comment