Kikikiki . Mudhara vakatenga chiRobot chaibata
munhu kana achinyepa mumba.Chaiti munhu akanyepa chaimuvhara mbama. 1 day mudhara vakadzoka kubva kubasa
ndokubvunza?.
Mdhara:. ‘John pawabva kuchikoro wasvikoiteyi?.’
John: ‘Ndasvikonyora homework yangu.’
chiRobot> ndiye mbama kuna John.
John: ‘Sorry mudhara ndanga ndiona TV’.
chiRobot >mbama futi kuna John
John: ‘Ndanga ndichiona porno Baba’.
Mudhara: ‘Kuona porno!!.Ini ndichiri zera rako ndaisaziva chinonzi porno.’
chiRobot> ndiye mbama kuna mudhara.
Momz vakabva vatanga kuseka, zvikanzi: ‘Chimusiyayi hanty mwana wenyu.’
chiRobot >ndiye mbama kunaMomz.
Kkkkkk chirobot kumberi
😂😂😂😂💦💦💦