Couples Joke

GIRL: “Tikaroorana unofanira kuregedza fodya.”
BOY: “Horhaiti.”
GIRL: “Nedoro.”
BOY: “Iri bho.”
GIRL: “Hapasisina zvekuenda ku Red Fox, kana kuma Club. Kwa Mereki toenda tese kana uchienda.”
BOY: “Zviri munzeve.”
GIRL: “Wosiyana nenyaya yekunoona bhora nemaface ako, totsvaga Dstv redu. Bhora rinoonerwa mumba.”
BOY: “Ka1.”
GIRL: “Hapana chimwe chandasiya here? Chii chimwe chaunoda kurega?”
BOY: “Ndoda kurega kukuroora!”

πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚!!!

Chinemoto ichiπŸ“

Post a comment