Chidzidzo March 5, 2019 No comments yet Shona Chidzidzo: Rimwe Gore Makudo Akafara nokupemberera pakafa muridzi wemunda achiti ndiye aimatadzisa kudya chibage. Gore Raitevera racho akazoona kuti munhu uye ndiye anga achitorima chibage chacho 🤷🏽♂🤷🏽♂🤷🏽♂ Ndatopedza nemi so… ← Prev Post Next Post →