Imagine, Uri Kufamba Nemumwe Wako

Imagine, uri kufamba nemumwe wako obva adenha wotonzwa achiti… Hapana zvaunotiita 不不不不

Continue reading

KuZION Kunonakidza Veduwee

KuZION kunonakidza veduwee ndendichiti ndikabhohwekana nemharidzo ndombobuda panze ndonoyedza hangu bhutsu dzevamwe 不不不

Continue reading

Chidzidzo

Chidzidzo: Rimwe Gore Makudo Akafara nokupemberera pakafa muridzi wemunda achiti ndiye aimatadzisa kudya chibage. Gore Raitevera racho akazoona kuti munhu uye ndiye anga achitorima chibage chacho 仄賤仄賤仄賤 Ndatopedza nemi so…

Continue reading

Hapana Munhu Akaomerwa Semunhu

Hapana munhu akaomerwa semunhu anofamba netrouz ririkudonha achipusha bhara apa aineflue

Continue reading

Muyedzo,Mamhepo, Munyama

I dnt knw kuti Muyedzo,Mamhepo, Munyama kana kuti chii chaizvo? Handisi kuzvinzwisisa?? Ndanhonga mari but yakashota….??

Continue reading

Mudhara vakatenga chiRobot chaibata munhu kana achinyepa mumba

Kikikiki . Mudhara vakatenga chiRobot chaibata munhu kana achinyepa mumba.Chaiti munhu akanyepa chaimuvhara mbama. 1 day mudhara vakadzoka kubva kubasa ndokubvunza?. Mdhara:. ‘John pawabva kuchikoro wasvikoiteyi?.’ John: ‘Ndasvikonyora homework yangu.’ chiRobot> ndiye mbama kuna John. John: ‘Sorry mudhara ndanga ndiona TV’. chiRobot >mbama futi kuna John John: ‘Ndanga ndichiona porno

Continue reading

Musadherere Varume kkk zviri Mudzimba Umu!

Shumba adzoka kumba pakati pehusiku ,apa madam BP yakashuta. Shumba: Mai kim ndivhurirewo door? Mai kim: Handidi dzokera kwawanga uri inguvai idzodzi? Shumba: Saka ndakuzvikanda hangu muSwimming pool ndife. Mai kim: “Ifa i dont care”,shumba anotora zidombo okanda mupool juuubwiii.wife panics and rushes out straight kuswimming pool.Shumba anobva apinda mumba

Continue reading