Ndaipa Yambiro Kuvana Komana Vangu, Madam Vakateerera
Ndaipa yambiro kuvana komana vangu, madam vakateerera, ndikati, vanangu pakuroora mukaita munyama wekutongwa nevakadzi, Mai venyu ava vanofa vachitambura sezviri kuitawo Mai vangu kumusha uko. Imba yose yakati ziiiiiii INI ndokubuda hangu.
Today’s Tip
Kana uchirohwa nemkadzi unodya huchi hunobatsira kuti voice risaende kure pakuchema
Zvipoko Zvazvishoma
Makamboona here kuti Nyaradzo neDoves pazvakatanga kugadzira macoffin ane comfort mukati zvipoko zvazvishoma?? 🤣🤣🤣🤣🤣
Waiziya Yekuti Unosvika paRank Kombi 🚐 Yakazara Mahwindi
Waiziya yekuti unosvika paRank kombi 🚐 yakazara mahwindi 🤠🤡🕵🏽👩🏼🌾😺🕵🏽♀🙍🏽♂front seat risina munhu wobva wanzi huya upinde pasara munhu 1 tobva tabaya…wapinda wobva wanzi bhadhara 💵…wapedza mahwindi otanga kubuda one by one wosara waka jegera pafront seat neka satchel pamakumbo 🤣 ndoyaarikuda kuitwa Nekon Chamisa 🤣🤣Ana Mteki nana Madhuku naThokozanimahwindi haabve
Nekunyepa Kunoita Vakadzi
Nekunyepa kunoita vakadzi soo pamwe labour haitomborwadze kana mbichana 🤪🤪🤪🤪
Him & Her
Her : bbe ndokumbirawo mari yekudya paLunch Him : une change ye$50 here Her : ehe bbe Him : idya iyoyo 😂😂😂😂🙌🙌
Wakamboita Stress
Wakamboita stress yekuti baba vako vanokubvunza kuti chii mwanangu iwe woti mudhara nyararai muchiri mwana mudiki 🤣🤣🤣🤣
Musaona Ndisingabatiki
Musaona ndisingabatiki landlord akaona ndiri online anotofunga kt ndatotambira…🤨
Vasikana Vanotora Varume Vevanhu
Vasikana vanotora varume vevanhu musandikanganwewo🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Breaking News
Breaking News Mukomana wekumhanya negejo paStay away oramba nyaya mudare Mukomana uyu anonzi ataurira mutongi kuti handina kuba asi ndaitobhadhara gejo racho pakazotanga musindo saka ndakaona zvakakodzera kubuda naro sezvo mari ndanga ndatopa muzvina Till Aenderera mberi akati naiye arikutodawo Change yake yakasara mushop nyangwe hazvo receipt rwakanga rwusati rwabuda