Hushamwari hwacho ndehupi apa…๐Ÿคทโ€โ™‚๐Ÿ˜

[10/12, 19:17] โ€ชTedโ€ฌ: Huyai tidye hama dzangu. [10/12, 20:18] Tindo: ko ukudyirei hama dzako๐Ÿ˜ณ Hushamwari hwacho ndehupi apa…๐Ÿคทโ€โ™‚๐Ÿ˜

Continue reading

Couples Joke

GIRL: “Tikaroorana unofanira kuregedza fodya.” BOY: “Horhaiti.” GIRL: “Nedoro.” BOY: “Iri bho.” GIRL: “Hapasisina zvekuenda ku Red Fox, kana kuma Club. Kwa Mereki toenda tese kana uchienda.” BOY: “Zviri munzeve.” GIRL: “Wosiyana nenyaya yekunoona bhora nemaface ako, totsvaga Dstv redu. Bhora rinoonerwa mumba.” BOY: “Ka1.” GIRL: “Hapana chimwe chandasiya here?

Continue reading

Combi Driver vs Passenger

PASSENGER–Mamuka sei? DRIVER —Iwe hauzive kuti munhu anomuka sei, usaita seusina kumborara. PASSENGER — Yowe !!๐Ÿ™Š inga zvakaoma. DRIVER — uri kuenda kupi? PASSENGER– ndiri kuende kuback seat asi hauoni? DRIVER–ahh!! Usavhara door iro seuri kuvhara fridge yekumba kwenyu mhani!!! PASSENGER –usandijairira , handisati ndambovhara frigde ndiri mukati mayo ini.

Continue reading

Ndafonerwa nepolice

Ndafonerwa nepolice ๐Ÿ‘จ๐Ÿปโ€โœˆ zvanzi kune case yangu?๐Ÿคท๐Ÿพโ€โ™‚! Dai ikangoita yesugar ๐Ÿคฆ๐Ÿฝโ€โ™‚! ๐Ÿค“๐Ÿค“๐Ÿค“

Continue reading

Dear Ladies๐Ÿ’ƒ๐Ÿป๐Ÿ’ƒ๐Ÿป๐Ÿ’ƒ๐Ÿป

Kana mukomana akakuramba Tora foni yake ufonere mai vake, woti Mwana wenyu aita accident akafira paSpot, wobva wadzima fon yake, haungachemi wega mai vake should cry too ndovasina kumurera mushe๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

Continue reading

Aka kanoramba kachindispaka manje๐Ÿ‘‡๐Ÿ‘‡๐Ÿ‘‡;

Tapiwa : shamwari tendai nezuro ndakaona nyoka yakareba 400 metres Tendai: aaaa ko yakaitika kuGerman muna 1812 hanzi kune ndege yakadonhera mugungwa panguva yehondo asi nanhasi ichiri yakangobatidza malights Tapiwa: uuuummmm shamwari tendai apa wazonyanya kunyepa Tendai: yaaa kusvika iwe wadzora mametres enyoka ini ndozodzimawo maligths endege ๐Ÿค”๐Ÿค”๐Ÿค”๐Ÿค”๐Ÿค”๐Ÿค”

Continue reading

Tohurova๐Ÿบ๐Ÿบ๐Ÿบ isu f1 bhachura

Tohurova๐Ÿบ๐Ÿบ๐Ÿบ isu f1 bhachura vanemababe vachichengeta mari yemaruva๐ŸŒน๐ŸŒน kunge vanodanana nenyuchi๐Ÿ๐Ÿ ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚ munokuvara.

Continue reading

Vamwe Varume So…

Hanzi namadam ibvai pano endayi kunevamwe varume. Ndikati varikuma small house zvikanzi kwana tigarire pasofa ipapo….. ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

Continue reading

Yanyatso kubata stress yemuZim

Yanyatso kubata stress yemuZim unokwanisa kuno dropper mwana kubasa iwe wonanga ku creche

Continue reading

Munhu mutema ndiye ega anotanga ataura nebete๐Ÿ asati ariuraya

Munhu mutema ndiye ega anotanga ataura nebete๐Ÿ asati ariuraya… iwe urikuenda kupi ??? tswaa๐Ÿ”จ….. ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

Continue reading