Breaking News

Breaking News

Mukomana wekumhanya negejo paStay away oramba nyaya mudare

Mukomana uyu anonzi ataurira mutongi kuti handina kuba asi ndaitobhadhara gejo racho pakazotanga musindo saka ndakaona zvakakodzera kubuda naro sezvo mari ndanga ndatopa muzvina Till

Aenderera mberi akati naiye arikutodawo Change yake yakasara mushop nyangwe hazvo receipt rwakanga rwusati rwabuda

Kwayedza update
🤣🤣🤣🤣

Post a comment