Tambai Zvakanaka Nevamwe

Nathan: I love you Charity sha. Charity: Ndine mukomana wangu Nathan:Ini Ndine charger ye classic yakafa. Charity: saka zvakwana papi izvozvo Nathan: Ndafunga kuti yanguva yekutaura zvisina basa zvatinazvo.🤓🤓

Continue reading

Ndokusaka Jesu asina kuita madisciples echikadzi

Ndokusaka Jesu asina kuita madisciples echikadzi, tingadai takanzwa nekuverenga makuhwa bible rese.. Hee Jesu anenge anondida nekuti anogara akangonditarisa.. Thomas naJudas havaonani nekuda kwaJuliet.. Nhaka Peter achamitisa kamusikana kepamba pachadyirwa pasika.. 😆😆😆😆 Ladies 👐

Continue reading

Husband warning wife:

Machinjiro ako vasikana vebasa uchatiurayisa nezvirwere🙊🤣🤣🤣 Anyway….

Continue reading

Naked Truth

Hapana hanganwa dzinobhowa sedzemukadzi anoti kana manetsana anoti kana usichandide ndidzorere kwawakanditora apa adhibha kuti akaita zvekutizira 😅😅😅

Continue reading

Breaking News:

Prophet Sakkie Mokoena of Welkom Lion of Juddah Ministry in Thabong has awaken two people from the mortuary at Bongani Hospital in Free State today. The two are Clifford Mahlomola 32 years old and Puseletso Seromo 29 years of age. The two are guards at the said hospital’s mortuary and

Continue reading

Rudo ma1

wakamboda munhu kusvika pakuchengeta neplease call me bek yake…🤔🤦🏽‍♀

Continue reading

RTGD Dollar Ranetsa

Customer: How much is your TV Shop attendant: $1000 Customer: Ok I want it Shop attendant: How do you want to pay? RTGS dollars cash, USD cash or USD RTGS or RTGS dollars Zipit or RTGS dollats RTGS Customer: RTGS from my bank acc Shop attendant: FCA nostro RTGS or

Continue reading

Imagine chatting with a beautiful girl at a wedding and your Mum

Imagine chatting with a beautiful girl at a wedding and your Mum comes to tell you “put this Rice in the plastic bag and take it home , ndo supper yedu nhasi . 😳kuita kudira jecha😂

Continue reading

Medical Fact:

Medical Fact: “Did you know that if you bath at least twice daily, avoid alcohol, avoid smoking tobacco and go to gym regularly for fitness, have sufficient sleep, eat fruits after each meal, avoid stress, stop using all sorts of drugs including caffeine found in tea and coffee and practice

Continue reading

Longest shona word

Longest shona word Mugozonyatsotitsanangurirawozve 31 letters longer than e alphabet😳😳��

Continue reading