Aka kanoramba kachindispaka manjeπŸ‘‡πŸ‘‡πŸ‘‡;

Tapiwa : shamwari tendai nezuro ndakaona nyoka yakareba 400 metres
Tendai: aaaa ko yakaitika kuGerman muna 1812 hanzi kune ndege yakadonhera mugungwa panguva yehondo asi nanhasi ichiri yakangobatidza malights
Tapiwa: uuuummmm shamwari tendai apa wazonyanya kunyepa
Tendai: yaaa kusvika iwe wadzora mametres enyoka ini ndozodzimawo maligths endege πŸ€”πŸ€”πŸ€”πŸ€”πŸ€”πŸ€”

Post a comment