Nekunyepa Kunoita Vakadzi

Nekunyepa kunoita vakadzi soo pamwe labour haitomborwadze kana mbichana 🤪🤪🤪🤪

Continue reading

Be Patient & Analyse Every Corner🤗🤗

A baby 👶 was born and a minute later he began to speak: “I’m going to live for 4 days, my mother will die in 6 days and my father will die in 15 days”. 4 days later the child dies 😭, after 6 days the mother dies too 😭😢.

Continue reading

Birthday Present For My Girl Friend

My girlfriend celebrated her birthday and I asked her what she wants. She replied she wants something that will last the whole of 2019. So I bought her 2019 calendar. I’ve been calling her and she is not picking my calls… I don’t know why? 😌😌😌

Continue reading

Him & Her

Her : bbe ndokumbirawo mari yekudya paLunch Him : une change ye$50 here Her : ehe bbe Him : idya iyoyo 😂😂😂😂🙌🙌

Continue reading

Wakamboita Stress

Wakamboita stress yekuti baba vako vanokubvunza kuti chii mwanangu iwe woti mudhara nyararai muchiri mwana mudiki 🤣🤣🤣🤣

Continue reading

Musaona Ndisingabatiki

Musaona ndisingabatiki landlord akaona ndiri online anotofunga kt ndatotambira…🤨

Continue reading

Vasikana Vanotora Varume Vevanhu

Vasikana vanotora varume vevanhu musandikanganwewo🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

Continue reading

Breaking News

Breaking News Mukomana wekumhanya negejo paStay away oramba nyaya mudare Mukomana uyu anonzi ataurira mutongi kuti handina kuba asi ndaitobhadhara gejo racho pakazotanga musindo saka ndakaona zvakakodzera kubuda naro sezvo mari ndanga ndatopa muzvina Till Aenderera mberi akati naiye arikutodawo Change yake yakasara mushop nyangwe hazvo receipt rwakanga rwusati rwabuda

Continue reading

Imagine, Uri Kufamba Nemumwe Wako

Imagine, uri kufamba nemumwe wako obva adenha wotonzwa achiti… Hapana zvaunotiita 🤣🤣🤣🤣

Continue reading

KuZION Kunonakidza Veduwee

KuZION kunonakidza veduwee ndendichiti ndikabhohwekana nemharidzo ndombobuda panze ndonoyedza hangu bhutsu dzevamwe 🤣🤣🤣

Continue reading