Aka kanoramba kachindispaka manjeπŸ‘‡πŸ‘‡πŸ‘‡;

Tapiwa : shamwari tendai nezuro ndakaona nyoka yakareba 400 metres Tendai: aaaa ko yakaitika kuGerman muna 1812 hanzi kune ndege yakadonhera mugungwa panguva yehondo asi nanhasi ichiri yakangobatidza malights Tapiwa: uuuummmm shamwari tendai apa wazonyanya kunyepa Tendai: yaaa kusvika iwe wadzora mametres enyoka ini ndozodzimawo maligths endege πŸ€”πŸ€”πŸ€”πŸ€”πŸ€”πŸ€”

Continue reading

Tohurova🍺🍺🍺 isu f1 bhachura

Tohurova🍺🍺🍺 isu f1 bhachura vanemababe vachichengeta mari yemaruva🌹🌹 kunge vanodanana nenyuchi🐝🐝 πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ munokuvara.

Continue reading

Vamwe Varume So…

Hanzi namadam ibvai pano endayi kunevamwe varume. Ndikati varikuma small house zvikanzi kwana tigarire pasofa ipapo….. 🀣🀣🀣🀣🀣🀣🀣

Continue reading

Landline mu dinning room was the worst

Landline mu dinning room was the worst, the whole family will be there uri paphone then this happens Sweety: I love you Me: nekunowo ndozviri kuitika izvozvo Sweety: bby I said I love you Me: ndiyoyo nyaya yacho 🀣🀣🀣🀣🀣🀣🀣

Continue reading

Yanyatso kubata stress yemuZim

Yanyatso kubata stress yemuZim unokwanisa kuno dropper mwana kubasa iwe wonanga ku creche

Continue reading

Munhu mutema ndiye ega anotanga ataura nebete🐝 asati ariuraya

Munhu mutema ndiye ega anotanga ataura nebete🐝 asati ariuraya… iwe urikuenda kupi ??? tswaaπŸ”¨….. πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

Continue reading

Ndaipa Yambiro Kuvana Komana Vangu, Madam Vakateerera

Ndaipa yambiro kuvana komana vangu, madam vakateerera, ndikati, vanangu pakuroora mukaita munyama wekutongwa nevakadzi, Mai venyu ava vanofa vachitambura sezviri kuitawo Mai vangu kumusha uko. Imba yose yakati ziiiiiii INI ndokubuda hangu.

Continue reading

Today’s Tip

Kana uchirohwa nemkadzi unodya huchi hunobatsira kuti voice risaende kure pakuchema

Continue reading

Zvipoko Zvazvishoma

Makamboona here kuti Nyaradzo neDoves pazvakatanga kugadzira macoffin ane comfort mukati zvipoko zvazvishoma?? 🀣🀣🀣🀣🀣

Continue reading

Waiziya Yekuti Unosvika paRank Kombi 🚐 Yakazara Mahwindi

Waiziya yekuti unosvika paRank kombi 🚐 yakazara mahwindi πŸ€ πŸ€‘πŸ•΅πŸ½β€πŸ‘©πŸΌβ€πŸŒΎπŸ˜ΊπŸ•΅πŸ½β€β™€πŸ™πŸ½β€β™‚front seat risina munhu wobva wanzi huya upinde pasara munhu 1 tobva tabaya…wapinda wobva wanzi bhadhara πŸ’΅…wapedza mahwindi otanga kubuda one by one wosara waka jegera pafront seat neka satchel pamakumbo 🀣 ndoyaarikuda kuitwa Nekon Chamisa 🀣🀣Ana Mteki nana Madhuku naThokozanimahwindi haabve

Continue reading