Shona can be confusing sometimes

Shona can be confusing sometimes -“Ndamuwana asipo” Huh ???? Wamuwana sei iye anga asipo πŸ€·πŸ½β€β™‚πŸ™†πŸΎβ€β™‚??

Continue reading

Gyz ndikumbireo song yagafa

[10/06, 3:44 PM] β€ͺ+27 84 219 6846‬: Gyz ndikumbireo song yagafa yekuti ndoda Bbie rinonakidza kudya mari [10/06, 3:56 PM] β€ͺ+263 77 356 7653‬: Mari yacho unayo hre [10/06, 4:03 PM] β€ͺ+27 84 219 6846‬: Ehe [10/06, 4:09 PM] β€ͺ+263 77 356 7653‬: Tenga ka C.D

Continue reading

Hushamwari hwacho ndehupi apa…πŸ€·β€β™‚πŸ˜

[10/12, 19:17] β€ͺTed‬: Huyai tidye hama dzangu. [10/12, 20:18] Tindo: ko ukudyirei hama dzako😳 Hushamwari hwacho ndehupi apa…πŸ€·β€β™‚πŸ˜

Continue reading

Couples Joke

GIRL: “Tikaroorana unofanira kuregedza fodya.” BOY: “Horhaiti.” GIRL: “Nedoro.” BOY: “Iri bho.” GIRL: “Hapasisina zvekuenda ku Red Fox, kana kuma Club. Kwa Mereki toenda tese kana uchienda.” BOY: “Zviri munzeve.” GIRL: “Wosiyana nenyaya yekunoona bhora nemaface ako, totsvaga Dstv redu. Bhora rinoonerwa mumba.” BOY: “Ka1.” GIRL: “Hapana chimwe chandasiya here?

Continue reading

The Biggest Sin Ever

The Biggest Sin Ever is Using the Church WIFi to download porno.😁😁 πŸ™ˆπŸ™ˆπŸ™ˆπŸ™ˆπŸ™ˆ

Continue reading

As I was watching an American movie yesterday night with my dad

As I was watching an American movie yesterday night with my dad. A young boy of my age started romancing his girlfriend, they kissed each other as the guy s hand crossed the girls private part. I looked straight at my dad and noticed his eyes had changed. Then I

Continue reading

Combi Driver vs Passenger

PASSENGER–Mamuka sei? DRIVER —Iwe hauzive kuti munhu anomuka sei, usaita seusina kumborara. PASSENGER — Yowe !!πŸ™Š inga zvakaoma. DRIVER — uri kuenda kupi? PASSENGER– ndiri kuende kuback seat asi hauoni? DRIVER–ahh!! Usavhara door iro seuri kuvhara fridge yekumba kwenyu mhani!!! PASSENGER –usandijairira , handisati ndambovhara frigde ndiri mukati mayo ini.

Continue reading

Guys…That girl who refused to show me her breast in Form 4

Guys…That girl who refused to show me her breast in Form 4…she is now feeding her baby in a kombi next to me. God Is great..πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

Continue reading

Ndafonerwa nepolice

Ndafonerwa nepolice πŸ‘¨πŸ»β€βœˆ zvanzi kune case yangu?πŸ€·πŸΎβ€β™‚! Dai ikangoita yesugar πŸ€¦πŸ½β€β™‚! πŸ€“πŸ€“πŸ€“

Continue reading

Dear LadiesπŸ’ƒπŸ»πŸ’ƒπŸ»πŸ’ƒπŸ»

Kana mukomana akakuramba Tora foni yake ufonere mai vake, woti Mwana wenyu aita accident akafira paSpot, wobva wadzima fon yake, haungachemi wega mai vake should cry too ndovasina kumurera mushe🀣🀣🀣

Continue reading